If you can speak it Spit it

......

Mu Game ndini Jumping Castle ma salad ndiriku bhambisa/

Takin you back ku-ma roots semombe madinga ndriku dhibhisa/

Ukandionera Mu glass unogona kungo pwanyika/

Mazwi angu anenge TB ndikaspitter unogona kungo Panika/

Kana ndauya protection haikwane pauri ndokuita mach-ende/

Haiwa -Mvura naya naya kuti ma lines angu achene/

Maverse angu anobata bata se-bhuku dzvene/

Ukadhumana neni mu battle Gogaz inokuudza une ma Winds/

If you claim 2 be iller uriku fraya Beanz/

Vhaya ku Zobha challenge ndiri Genius/

Mu Hiphop ndiri headmaster kana uri senior/

Comments

  • 17 Comments sorted by
  • Vote Up0Vote Down
    edited December 2008
    Spit that fire boss....nice stuff !!
  • Vote Up0Vote Down
    edited December 2008
    usadherere, ill punchlines
    Mu Game ndini Jumping Castle ma salad ndiriku bhambisa/

    Takin you back ku-ma roots semombe madinga ndriku dhibhisa
  • Vote Up0Vote Down
    edited December 2008
    Gud lookin out yall

    Freak Colgate Ndakaora mukanwa/

    Ndotaura zvibhakera kana ndichiku mhoresa ndoridza tsamwa/

    Ndakakonzera matransport probs mu Zim ma MCs ndiriku pakisa Bhazi/

    It’s a Thursday Tradition ya zo tinhimira se train mimhanzi/

    Ndaku kanda ma flows anoparadza chese chiri munjanji/

    Kwandiri ma MCs ma Scholar havanetse kubata khakhi/
  • Vote Up0Vote Down
    edited December 2008
    I wish i understood that^^^
  • Vote Up0Vote Down
    edited December 2008
    lol

    zwanini impimbo itshisa konke endleleni

    ngiblind njengo Matavire efakwe-sakeni/

    amajida bakutsho faka imali emlonyeni

    ngizolisika ngama-"cuts" ami atshona eghehena/

    u-Q uphambanisa ingqondo ngalesi-style

    ngoba isthemo ngesakho "Mahala" engathi yi-freestyle/

    bayangi zonda plus ngiyazi ngeke thinte abanye

    abashaya ngesi Ndebele thina sophosa amatshe

    yibo abatsho uqobo "african emcee" ngeqiniso

    kodwa asibaboni engathi "athina maziso"/
  • Vote Up0Vote Down
    edited December 2008
    Eta, ola amagents thnx 4 Representin bro some old mom like bout 43 year old I work with had to translate 4 me... was kinda scared there'd be xplicit content

    MERRY XMAS AND A HOT 31st of December Drink and Drive just dnt get it no accident
  • Vote Up0Vote Down
    edited January 2009
    haa live? hanzi TK arikuzunza inda kunge jive-

    fake rappers tinopa mbama, hona tsaga hanzi Hi-5

    Zvipiko? mboro munzeve ajutwa nero svikiro -

    vowombera vachiti kingpin, Dhara rega on my top

    ten - ndomupa tsuro adzokeka nechange -

    Idzuda mhani paDub - asi shasha hadzina Swag

    tinomuziva - arimuhomwe kayaChenge -

    Bhati chenge says kunaka zvake asi mboza yakaramba kumira

    gambi ro pamhene dzotunda dzisina kusvira-

    asi chii nhayi - muface bho bhati damn hadzina Style.!!!
  • Vote Up0Vote Down
    edited February 2009
    Rega ndimbodzoka- kuratidza styra ne shona/

    Muviri wangu I FREEZER mwoyo wami kuOMA/

    Ropa rangu musalad Haribude muden/

    Ma Gangster arikungo zhinya se muzimba akabata can/

    Kana une MASKIRI ndokukanda kubva mu THIRD FLOOR/

    Dai gambi riri hembe ndukupfekedza vanhu ma label/

    Bhebhi raunga ndifananidza naro ndi Christe Agatha ndirikunyora murder/

    But kana iwewe uri murder then handisati ndamira ku bhema/
  • Vote Up0Vote Down
    edited January 2010
    Nice spits mafesi

    I'll be back up in here
  • Vote Up0Vote Down
    edited January 2010
    LSD wat it do mayne???
  • Vote Up0Vote Down
    edited January 2010
    Ndeipi Rus

    Been a long while. Zviri sei sei?

    Love the spits, see you still holdin it down.
  • Vote Up0Vote Down
    edited February 2010
    Ndini panyanga, ndoratidza humhizha

    Microphone muruoko, ndonaya sezhizha

    Ana Comrade Bete nana Hwiza, hechino Chimurenga

    Nyanduri wechokwadi, nyangwe mukandivenga

    Manyepo ndosasadza, mhandu ndoparadza

    Nemashoko anosakadza, anovasiya kunge vararadza

    Handimbofa ndakatadza kubatanidza mashoko nekuronga

    Hosha yehudofo, ndauya nemushonga
  • Vote Up0Vote Down
    edited February 2010
    I Strive* for the best saka mese Masiyiwa*/

    Ndini Chikwambo che hip hop Handisi type yekutyirwa/

    Ma Rapper ese I hama dzangu saka giri mari yechema/

    Kunge warambidzwa kupinza yese ha-ha Musoro kutema/

    Ndotamba Bhawa (Buer) continuosly season 1 ye 24/

    Pese pandoita low makonzo anofarisa but ngenyiko?

    yer its been a while most heads r done with textceeing... got my eye on your battle usaregerere vanhu pa round 2 apa
  • Vote Up0Vote Down
    edited February 2010
    Vari kutamba zvavo ava, ini ndine nzara ye round 2. Ndine tungura mbichana, ndanga ndambosiya zve battling kubva pakavhara Blaz.

    Ingave papi mhembero, ini nemafesi angu titoripo

    Ndakabata bhodhoro remafaro ndokurungirwa nembikiza

    Matambiro anoita sister anoita mubhurugwa mutopisa

    Mvura yenyika ndomunwisa ndichibheja ndichaisa

    Maoko muchiuno chake ndotaura izwi riri pasi

    Ndiri dhara pamasasi kune dzakanaka hadzi
  • Vote Up0Vote Down
    edited February 2010
    u maziwa.

    ma styles patted, n dialed wanted, the file's noticed, my pro-file's po - liced

    u maziwa

    my bars havoc, they cant stand em, they cant have em, so they hate the man's branded em

    u maziwa

    in tswana thiba, chewa mphika , m cheffin ether, give the testin' a breather

    u maziwa

    mimic the man

    u maziwa

    i spirit the damned

    umaziwa

    the vividest man

    umaziwa

    from perspective aint no body can even start finishing him...haaaaaaaaaah

    umaziwa!!!!!!!!!!!!!!
  • Vote Up0Vote Down
    edited February 2010
    imageimageimage

    kewl 8)
  • Vote Up0Vote Down
    edited March 2010
    Kumachinda....nemakoso

    Masoja muforo kana tanzwa mabhozvo

    Takakomba microphone isu togadzirira hondo

    Kune mhandu tine mashoko anokutyorai mapondo

    Ndati nada, aiwa, bodo, ndiri mambo wemavara

    Mashoko mabara anochera kana tara

    Ndakabvira kudhara ndichinyora mitsara

    Ine dzekatsi nzara dzinosveerera dzichimara

    Mese maboorangoma nezvenyu zvipwanyahosho

    Dai paine "back-track" ndakaizadza nemabhozvo

    Kushambadzira kuti changamire vazodzoka

    Mose pfugamai munditsvode mupimbiri nemutsoka
Sign In or Register to comment.
African Hip Hop Radio
Advertisement